Urikutsvireiko Lyrics By Enzo Ishall
Chakukandwa chiraaaa
Apa cup yacho haina mubato
Ine tsito cup ichangobva pamoto
Haunyare kuda kunyadzisa ghetto
Hona cup yacho ndeyesimbi hauzi ngwambi
Urikutsvireiko tea kana isina sugar
Chidhabhurawo wega haina sugar
Hupenyu ijunga
Pakuda chimafiya hapadi chitsaga tsaga
Kana zvisiri kubhadhara siya
Aiwa kanda uko deleter clear
Famba iwe mhandu iwe siya
Nxaaa iwe hauzi tsaga usazodhimba iya iya
Panongoda kunzi hamaya bhoo
Kunongedzera kuwin kuti bhoo
Kutaura kuno ngoma iri ranzi bhoo
Hanzi paita kunge pfuti pane parira kuti bang
Eeeh ndiwe unobhadhara rent
Unotenga hupfu,madhirezi nemapads
Hausi kupihwa hug zvayo kana mapapiro
Wakanzi mangwana nhasi wakunzi mangwana
Une nharo urikushandiswa madiro
Ahanzvadzi zvamurikufudzwa kunge mbudzi
Munhu wenyu atikuzviti dhinga
Haana chaanotenga,chake kungotsenga
Ndiwe urikushingirira ndiwe urikupenga
Urikutsvireiko (chorus)
Saka fanika ndisati ndapapinda ndokoshesa benefit
Kune vese varikuhodha koshesa maporofiti
Kune varikutswinya dombo ndoti horaiti
Answer yacho ichazobuda kana wapindamo
Apa cup yacho haina mubato
Ine tsito cup ichangobva pamoto
Haunyare kuda kunyadzisa ghetto
Hona cup yacho ndeyesimbi hauzi ngwade
Nhai
Chakandwa…