There is yet another chat which is circulating on social media of a lady who turned down boyfriend request for Lobola negotiations demanding that the man should hire a car to be used on the day and not use public transport when coming for the Lobola negotiations.

The girlfriend identified as Sibo from the chat which is circulating on social media  refused to get married until the boyfriend finds a car he will use to come for the Lobola negotiations to avoid the embarrassment of having her boyfriend show up at their house for the negotiations without a car.

Indian Sweets and Love Portions for Bedroom Solution Floods Harare

Sibo clearly tells Willie that she would wait and not proceed with the Lobola negotiations until he finds a car for transportation on the day to avoid the embarrassment in front of her friends that the guy who is marrying her doesn’t have a car.

The story is similar to that of Melo, a girl who dumped her boyfriend demanding that the boyfriend pays her bride price with Rands and not bond notes but in the case of Sibo she is demanding a car accepting the $1 500 usd the boyfriend has as payment for the bride price.

Below are the chats

[4/26, 16:19] Wellie😊: Shaaaa l told yu my parents don’t have a car but mari yekurooresa ndinayo l told yu ndine $1500 US asi munyayi wangu anouya neComb l cant waste money neku hire futi mota rather than ndowedzera mari iyoyo pa grocery
[4/26, 16:19] Wellie😊: Coz kuuya nemota kune basa rei shaa hanty chikudiwa imari yekuroora
[4/26, 16:42] Sibo: Saka ukuda kusvika kumba kwedu netsoka uchinoroora hazviite hire mota coz kumba kwedu haungosvike veduwe ndingasekwa nemafrends angu
[4/26, 17:21] Wellie😊: Babe shaa wat is important here for our marriage l can’t waste my money kumbo hire mota futi nenhau yekuti tikuda kungoonekwa whilst real life yedu tichitambura let us be real shaaa in l can’t l can’t l can’t shaa ku hire mota
[4/26, 17:23] Sibo: Just try to do this for the day chete firstly ndanzwisisa hangu you only got 1500 us chete ..so this time try and understand me WO nekuhire mota at least hapana angazvifungira kuti wangobvisa 1500 chete ..
[4/26, 17:24] Wellie😊: Babe that money is much for me yu kno basa randoshanda l struggled very hard to get that money understand me babe
[4/26, 17:25] Sibo: Or Frend yako iya Terrence ane mota wani mukumbire wodira fuel …or kana achida kudriver mota yake ega unoyenda Naye day rekuroora racho
[4/26, 17:27] Wellie😊: Babe yu kno me zvekukumbira zvinhu zvevanhu zvondinetsa tinoita ma1 nemota yemunhu tozopinda ma1 futi uchada kuuya kumba kwedu uchada kudya uchada twakada why wasting
[4/26, 17:27] Wellie😊: Even zvese zviya zvawaiti unenge uchida kuti ma friends ako avepo tovasonera ma African attire hazvina basa izvo babe
[4/26, 17:27] Wellie😊: Tozozviona pamuchato kana Mwari vatendera
[4/26, 19:10] Sibo: Iiiiii mafrends angu anotowuya hawo ndakatovawudza maybe we can negotiate navo to meet halfway pakusonesa ma attire avo liiii
[4/26, 19:12] Wellie😊: Babe lam not seeing its important why can’t we just concentrate nemari yekuroora vanyai vobvisa mari then zvimwe zvese tosiyana nazvo me personally l can’t afford
Period
[4/26, 19:18] Sibo: Mota waramba attire waramba wat else are you going to do for me semuskana wako that will make me feel kuti day iroro rindiitirewo special ….unotombondida here iwe dont make me dout you panguva yakadai ….unondida here
[4/26, 19:21] Wellie😊: Babe ndokuda that’s why l worked very hard kuti ndiungandidze mari iyoyi kuva Ku civil servant haisi nyore dea and ukaona ndaunganidza mari yakadai it means l tried
3 yrs now tichidanana its not a joke
[4/26, 19:34] Sibo: INI l can’t afford it kuitirwa karooro kanonzwisa Tsitsi zvese zvese ndezvekutamburira why ….chimboitawo semunhu akarongeka nhaika kana usati waready its ok handisi pakumhanya ini
[4/26, 19:36] Wellie😊: Shaaaa hona ndane 30 yrs and its been yrs tichidanana
So apa chikunetsa ndechekuti ndirikuti handina mota yekuti vana sadombo vauye nemari and yezvima attire wat wat asi ini mari yekuroora ndinayo hangu haaaa come on bae

Melo Dumps Boyfriend Refusing Lobola Payment In Bond Notes

To view and apply for the latest JOB VACANCIES in Zimbabwe CLICK HERE

To view and apply for the latest undergrad & post-grad SCHOLARSHIPS FOR Zimbabweans CLICK HERE

See the Upcoming Events In Zimbabwe CLICK HERE

Leave a Reply